When Kiki, Sofia's cat, did not wake up and play with her one morning, Sofia became sad. It was time for Sofia's father to explain the circle of life, and give her something to make her smile again. Mangwanani ayo Kiki, katsi ya Sofia, isina kumuka kuti atambe nayo akasuwa nazvo. Ndiyo nguva apo baba vake vakamutsanangurira nezve denderedzwa reupenyu nekumupawo chimwezve chekuti awane kufara nekunyemwerera nacho zvakare.
Hinweis: Dieser Artikel kann nur an eine deutsche Lieferadresse ausgeliefert werden.
Hinweis: Dieser Artikel kann nur an eine deutsche Lieferadresse ausgeliefert werden.