13,99 €
inkl. MwSt.

Versandfertig in über 4 Wochen
  • Broschiertes Buch

Iyi imwe yedzimwe ngano dzaTsuro naGudo dzaitaugwa nevakuru vedu kuvana kuti vanakigwe pamwepo vachitora zvidzidzo kubva madziri. Mungano ino shmwari mbiri, Sekuru Gudo nemuzukuru wavo Tsuro Magen'a vachishinhirana chaizvo. Tsuro anoita mutambo mukuru kwazvo panoroogwa mwanasikana wake nemwanakomana waNjiri. Anoronga zano rekuti Gudo akonewe kudhla pamabiko awa. Gudo unonyunyuta fani nenyaya iyi asi unozorongavo rake zano rakazopfidzisa Tsuro. Mungano iyi, vana vanodzidza kuti zvaunoitira vamwe zvinodzokavo zvoitigwa kwauri, naizvozvo ukaitira vamwe zvakashata, ziva mangwana zvinodzoka kwauri.…mehr

Produktbeschreibung
Iyi imwe yedzimwe ngano dzaTsuro naGudo dzaitaugwa nevakuru vedu kuvana kuti vanakigwe pamwepo vachitora zvidzidzo kubva madziri. Mungano ino shmwari mbiri, Sekuru Gudo nemuzukuru wavo Tsuro Magen'a vachishinhirana chaizvo. Tsuro anoita mutambo mukuru kwazvo panoroogwa mwanasikana wake nemwanakomana waNjiri. Anoronga zano rekuti Gudo akonewe kudhla pamabiko awa. Gudo unonyunyuta fani nenyaya iyi asi unozorongavo rake zano rakazopfidzisa Tsuro. Mungano iyi, vana vanodzidza kuti zvaunoitira vamwe zvinodzokavo zvoitigwa kwauri, naizvozvo ukaitira vamwe zvakashata, ziva mangwana zvinodzoka kwauri. Zvimwezvo ukaitira vamwe zvakanaka, ivo vanokuitiravo zvakanaka. Ngano iyi yakanyogwa neChiKaranga chinodakadza fani.
Hinweis: Dieser Artikel kann nur an eine deutsche Lieferadresse ausgeliefert werden.