2,99 €
2,99 €
inkl. MwSt.
Sofort per Download lieferbar
payback
0 °P sammeln
2,99 €
2,99 €
inkl. MwSt.
Sofort per Download lieferbar

Alle Infos zum eBook verschenken
payback
0 °P sammeln
Als Download kaufen
2,99 €
inkl. MwSt.
Sofort per Download lieferbar
payback
0 °P sammeln
Jetzt verschenken
2,99 €
inkl. MwSt.
Sofort per Download lieferbar

Alle Infos zum eBook verschenken
payback
0 °P sammeln
  • Format: ePub

Ndine chokwadi kuti mavambo echokwadi ndiwo anoratidza udzamu nokukosha kwemabhuku asiri emanyepo. Mabhuku edu ndiwo emavambo echokwadi chaiwo. Ndiwo mabhuku ekutanga panguva yedu yokuburitsa zvakavanzika pakubhabhatidzwa kwaJesu naJohane mubhabhatidzi. Hapana vaKirisito vaive naJesu. Vapositora vaingorangarira nokucherechedza zuva rechitanhatu mumwedzi wandira sezuva rakabhabhatidzwa Jesu munaJorodhani naJohane mubhabhatidzi. Sei vaive vachinyanya mukutenda kwavo? Mabhuku edu anopa mhinduro yechokwadi kumubvunzo uyu. Uye mhinduro iyi nndiyo dingindira guru mutsika dzechikirisito…mehr

  • Geräte: eReader
  • mit Kopierschutz
  • eBook Hilfe
  • Größe: 2.74MB
  • FamilySharing(5)
Produktbeschreibung
Ndine chokwadi kuti mavambo echokwadi ndiwo anoratidza udzamu nokukosha kwemabhuku asiri emanyepo. Mabhuku edu ndiwo emavambo echokwadi chaiwo. Ndiwo mabhuku ekutanga panguva yedu yokuburitsa zvakavanzika pakubhabhatidzwa kwaJesu naJohane mubhabhatidzi. Hapana vaKirisito vaive naJesu. Vapositora vaingorangarira nokucherechedza zuva rechitanhatu mumwedzi wandira sezuva rakabhabhatidzwa Jesu munaJorodhani naJohane mubhabhatidzi. Sei vaive vachinyanya mukutenda kwavo? Mabhuku edu anopa mhinduro yechokwadi kumubvunzo uyu. Uye mhinduro iyi nndiyo dingindira guru mutsika dzechikirisito dzevapositora. Chinangwa chikuru chezvinyorwa zvedu ndezve zvakavanzika zvekubhabhatidzwa kwaJesu uyezve nezvevhangeri remvura nemweya (Johane 3:5). Hazvisi zvakatarisana nedivi rechikirisito chimwechete bedzi, asi kuti makirisito ose. Zvinyorwa zvedu zvinotaura chikamu zana kubva muzana nezviri mubhaibheri uye zvakaringana, asi zvino kwezva vakirisito vazhinji kuti vanzwe uye nokuda kuti vazive vhangeri remvura nemweya. Shoko rebhuku rino, rinova chinhu chokugadzirisa zvikanganiso kuvatsvaki vechokwadi chiri mubhaibheri.


Dieser Download kann aus rechtlichen Gründen nur mit Rechnungsadresse in A, B, CY, CZ, D, DK, EW, E, FIN, F, GR, H, IRL, I, LT, L, LR, M, NL, PL, P, R, S, SLO, SK ausgeliefert werden.