Achiuya panyika pano, Jesu Kristu akabhapatidzwa naJohane uye akadeura ropa rake paMuchinjikwa. Pasina kunzwisisa uye kutenda kuevhangeri yemvura noMweya, hakuna munhu angagona kuwana zvokwadi inoratidzwa muTabhenakeri. Tinofanira zvino kudzidza zvokwadi iyi yeTabhenakeri uye tigotenda kwairi. Tose tinofanira kuziva uye nekutenda kuzvokwadi yakaratidzwa pawuru yebhuruu, pepuru netsvuku uye nemucheka wakarukwa zvakaisvonaka pamukova wechivanze cheTabhenakeri.
Dieser Download kann aus rechtlichen Gründen nur mit Rechnungsadresse in A, B, CY, CZ, D, DK, EW, E, FIN, F, GR, H, IRL, I, LT, L, LR, M, NL, PL, P, R, S, SLO, SK ausgeliefert werden.