
Vatsausi, Avo Vakatevedzera Zvivi zva Jerobhoamu (¿) (eBook, ePUB)
PAYBACK Punkte
0 °P sammeln!
MuBhaibheri, vaIsraeri vaireva kuti vainamata kuna Mwari, asi pakupedzisira, vachitevedzera Jerobhoamu, vakatanga kunamata zvimhuru zvegoridhe. Pachokwadi, pazvikamu zviviri kubva pazvitatu zvenhoroondo yevaIsraeri zvakanga zviri nhoroondo yekunamata zvimhuru zvegoridhe, vachifunga kuti ndiMwari. Pakupedzisira, kunyange nazvino, vanoramba vachirarama vasingazive zvokwadi yekuti Jesu Kristu, uyo akauya neevhangeri yemvura noMweya, ndiye Muponesi wavo wechokwadi. Kunyange zvakadaro, kune vaJudha vazhinji vachakamirira Muponesi wavo, kunyange nazvino. Ko munodavira uye nekutevera Mwari nekumunzwi...
MuBhaibheri, vaIsraeri vaireva kuti vainamata kuna Mwari, asi pakupedzisira, vachitevedzera Jerobhoamu, vakatanga kunamata zvimhuru zvegoridhe. Pachokwadi, pazvikamu zviviri kubva pazvitatu zvenhoroondo yevaIsraeri zvakanga zviri nhoroondo yekunamata zvimhuru zvegoridhe, vachifunga kuti ndiMwari. Pakupedzisira, kunyange nazvino, vanoramba vachirarama vasingazive zvokwadi yekuti Jesu Kristu, uyo akauya neevhangeri yemvura noMweya, ndiye Muponesi wavo wechokwadi. Kunyange zvakadaro, kune vaJudha vazhinji vachakamirira Muponesi wavo, kunyange nazvino. Ko munodavira uye nekutevera Mwari nekumunzwisisa kwakakwana here parizvino? Kana musingadaro, hamusi here kunamata zvimhuru zvegoridhe muchizvitora saMwari? Kana makadaro, bva munofanira kuziva zvokwadi yekuti muri kunamata chifananidzo pamberi paMwari sezvakaita vaIsraeri. Munofanira kubva madzoka kuti musangane naIshe uyo akauya neevhangeri yemvura noMweya. Ndine chokwadi kuti muchakwanisa kudavira kuZvokwadi yeevhangeri kana muchinge maziva zvomene pamberi paMwari kuti Zvokwadi yeruponeso muevhangeri yemvura noMweya chii, handizvo here? Ndinoshuwira kupa huchapupu pamberi penyu hwekutenda kwechokwadi uye neZvokwadi pasi pemusoro webhuku unoti, "Vatsausi, Avo Vakatevedzera Zvivi zvaJerobhoamu." Ndinovimba kuti muchava vanhu vekutenda kumwechete nekwangu.
Dieser Download kann aus rechtlichen Gründen nur mit Rechnungsadresse in A, B, CY, CZ, D, DK, EW, E, FIN, F, GR, H, IRL, I, LT, L, LR, M, NL, PL, P, R, S, SLO, SK ausgeliefert werden.